Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbesanwa.
1
Mbesanwa.
Murimi munhu anorarama nekukudza mbesa kana kupfuya zvipfuyo zvakasiyana-siyana.
Iyi inzvimbo inoyereswa, isingadzvarwi mbesa nokuti inenge ichinzi ndeyemidzimu.
Rukaye imhando yamakonye anodya dzinde, kana mashizha echibage nedzimwewo mbesa.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbesanwa
Mbesanwa zvirimwa zvakasiyana siyana, zvinenge zvichikura. Kana mvura ikanaya, mbesanwa dzinoita kwazvo.
VerengaSwipe for the next word