KwaunobvaDuramazwiMmumhanzi

Zvinoreva

Mumhanzi mutinhimira unobva mukuimba kwevanhu kana kurira kwemagitare, ngoma, mbira nezvimwewo.

1

Mumhanzi mutinhimira unobva mukuimba kwevanhu kana kurira kwemagitare, ngoma, mbira nezvimwewo.

Akange akagara zvake ega akateerera mumhanzi waMutukudzi.

Mangambi zviridzwa zvematanda, zvakada kufanana nemarimba, zvinoburitsa mumhanzi.

Zvakafanana

ngoma · ruyo · mhanzi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word