Duramazwi · zita
mumera
malt
Duramazwi · zita
malt
Zviyo zvakaiswa mumvura zvikamera, zvinozokuyiwa kuti zvibikise doro kana maheu.
Zviyo zvakaiswa mumvura zvikamera, zvinozokuyiwa kuti zvibikise doro kana maheu.
Takange takavarairwa zvokuti hatina kumboona mbudzi dzichiuya kuzodya mumera paruware.
Makuyiro ihari yedoro inopiwa vakakuya mumera wakabikisa doro, senzira yokuvatenda.
Kana ukavidza doro unenge waisa mumera kana zvimwewo zvinoita kuti ritange kuvavira.
Zvirimwa zvomumunda zvakakavirwa kana kurimwa nguva imwe chete.
Duramazwi
01 / 03mumhanyi
runner
VerengaSwipe for the next word