KwaunobvaDuramazwiUumera

Duramazwi · zita

umera

Zvinoreva

Kushaikwa nzeve dzeruzivo.

1

Kushaikwa nzeve dzeruzivo.

Takange takavarairwa zvokuti hatina kumboona mbudzi dzichiuya kuzodya mumera paruware.

Kana munhu ava kuchembera anotanga kuonekwa kumera imvi.

Makuyiro ihari yedoro inopiwa vakakuya mumera wakabikisa doro, senzira yokuvatenda.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word