KwaunobvaDuramazwiUumbwa

Duramazwi · zita

umbwa

consist

Zvinoreva

(tuko) Umbwa itsika yokuita zvinhu zvinonyadzisa, usina hanya nokuti vamwe vanotii nazvo.

1

(tuko) Umbwa itsika yokuita zvinhu zvinonyadzisa, usina hanya nokuti vamwe vanotii nazvo.

Tinoda kuti ufunge mamwe mazwi gumi akaumbwa zvakasiyana asi achireva zvakafanana.

Unogona kunge watoita mubvunzo ipapa kuti ko izvo zvindori zvacho zvinomboumbwa sei.

Vaimuona vaingonwira mvura, pakange paita mhandara yakaumbwa pachokwadi.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umbwende

Umbwende maitiro emunhu anotya zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word