KwaunobvaDuramazwiMmumbumi

Duramazwi · zita

mumbumi

Zvinoreva

Mumbumi muchero wemusango unowanikwa une tuminzwa twakaita sechirauro uchibereka vana vanonzi mambumi.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mumbundo

Mumbundo idutu revhu rinenge rabviswa panenge pacherwa mugero.

Verenga

Swipe for the next word