KwaunobvaDuramazwiRrashu

Duramazwi

rashu

Zvinoreva

Kana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza rudekaro uye kuzorora.

1

Kana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza rudekaro uye kuzorora.

Kana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza rudekaro uye kuzorora.

Kuti warashu kungo-simuka nekuenda pasina kuonekana nevamwe.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rashuka

Kana munhu akarashuka anenge akarara nenzira yokuratidza kudekara uye kuzorora kukuru.

Verenga

Swipe for the next word