KwaunobvaDuramazwiNndadzura

Duramazwi

ndadzura

-bvarura

Zvinoreva

Kundadzura kutenderedza maziso zvishoma nezvishoma.

1

Kundadzura kukakata bepa kana chimwe chinhu nemaoko maviri, kuti chiite zvipenga zviviri.

Kubvandadzura nyama kuidambura nemazino uye zvine simba.

Kundadzura kutenderedza maziso zvishoma nezvishoma.

2

Kundadzura kukakata bepa kana chimwe chinhu nemaoko maviri, kuti chiite zvipenga zviviri.

Zvakafanana

-bvarura

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word