KwaunobvaDuramazwiDdzvoko

Duramazwi

dzvoko

Zvinoreva

Kutarisa zvakanyanya.

1

Kutarisa zvakanyanya.

Kuti dzvoko kutarisa chimwe chinhu kana munhu kwenguva yakanyanya kureba.

Kuti dzvoko kutarisa munhu uchiratidza kuti washatirwa kana kuti haumufariri, uye usingabvisi maziso paari.

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvokora

Kutarisa zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word