KwaunobvaDuramazwiHhwindi

Duramazwi · zita

hwindi

Zvinoreva

Hwindi munhu anosevenzera pamusika wemabhazi achikurudzira kuti vanhu vapinde mumabhazi aanoshandira.

1

Hwindi munhu anoita basa rekukwidza nhumbi nezvinhu zvevanhu pamusoro pemabhazi.

Akadhonzeranwa mbatya dzake paMbare naanahwindi akaudzvura bhagidhi rechibage raaive akatakura.

2

Hwindi munhu anoita basa rekukwidza nhumbi nezvinhu zvevanhu pamusoro pemabhazi.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word