Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akahwinha pamakwikwi anenge akurira vamwe vaanenenge achiikwikwidzana navo.
1

Chomu naKombo vakabhejerana, mumwe achiti bhiza rinonzi Bhingo ndiro raizohwinha, mumwe achiti kwete.
Kana munhu akahwinha chimwe chinhu anenge achiwana semubairo wezvanga zvichiitika.
Kana munhu akahwinha pamakwikwi anenge akurira vamwe vaanenenge achiikwikwidzana navo.
2
Kana munhu akahwinha nyaya kumatare edzimhosva waanenge achipikisana naye anenge awanikwa aine mhaka.
3
Kana munhu akahwinha chimwe chinhu anenge achiwana semubairo wezvanga zvichiitika.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwinya
Kuvaima zvakanyanya mushure mekutsvurudzirwa (to shine/glitter).
VerengaSwipe for the next word