KwaunobvaDuramazwiHhwindo

Zvinoreva

Hwindo mukana kana buri rinosiyiwa pachidziro kuti pazopinda napo chiedza kana mweya wokufema.

1

Hwindo mukana kana buri rinosiyiwa pachidziro kuti pazopinda napo chiedza kana mweya wokufema.

*Panguva yakamboita muchokoto pachikoro chedu mahwindo mazhinji akapwanywa magirazi nematombo.*

Ndakasvika ndokubva ndavhura hwindo ndichibva ndavhunduka ndichiona ari Lennon.

Patakasiya hwindo rakavhurika, takuwana mvura yazara, zvekuti takatozoita yekukupa nemagaba.

Zvakafanana

fafitera

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwinha

Kana munhu akahwinha pamakwikwi anenge akurira vamwe vaanenenge achiikwikwidzana navo.

Verenga

Swipe for the next word