KwaunobvaDuramazwiFFafitera

Duramazwi · zita

Fafitera

viewer · window

Zvinoreva

Fafitera iburi rinosiyiwa pachidziro chemba pamunenge muchivaka, iro rozovharwa nemagirazi anovhurika, kuti pazopota pachipinda napo chiedza nomweya wokufema.

1

Fafitera iburi rinosiyiwa pachidziro chemba pamunenge muchivaka, iro rozovharwa nemagirazi anovhurika, kuti pazopota pachipinda napo chiedza nomweya wokufema.

Keteni ijira rinoiswa pamafafitera nechinangwa chekudzivirira zuva, uye kuti vanhu vasaona zviri mukati memba.

Zvakafanana

hwindo

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fai fai

Kana hari yati fai fai nemvura inenge yazara kusvika pamuromo chaimo.

Verenga

Swipe for the next word