Duramazwi · zita
faibha
fiber
Duramazwi · zita
fiber
Faibha chirimwa chinotosimwa, mazishizha acho ozokumurwa makushe akasimba anobatanidzwa kugadzirisa tambo dzokusungisa.
Faibha chirimwa chinotosimwa, mazishizha acho ozokumurwa makushe akasimba anobatanidzwa kugadzirisa tambo dzokusungisa.
Gonje chishizha chinoti chikapondwa-pondwa chinoburitsa faibha.
Kuguruza kusvuura kana kukwiza konje kuti munhu atore faibha.
Faibha chinhu chakadadzirwa netambo nhete dzinenge tushinda.
Faibha itambo nhete inenge rushinda.
Faibha chinhu chakadadzirwa netambo nhete dzinenge tushinda.
gonje · mukonje · chikwenga · konga · sava · saramhanda
Duramazwi
01 / 03faindi
Faindi imari inotemerwa munhu kuti abhadhare achiripa mhosva yaanenge apara.
VerengaSwipe for the next word