KwaunobvaDuramazwiFfafaradza

Duramazwi

fafaradza

Zvinoreva

Kana shiri ichifafaradza mapapiro ayo inenge ichiavhura painenge yava kuda kumhara.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fafarara

Kuti fafarara kuvhura mapapiro kunoita shiri kana yoda kumhara.

Verenga

Swipe for the next word