Duramazwi
Zvinoreva
Kufafama kurova mapapiro kunoita kashiri kadiki kana kachibhururuka.
1

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fafaradza
Kana shiri ichifafaradza mapapiro ayo inenge ichiavhura painenge yava kuda kumhara.
VerengaSwipe for the next word