KwaunobvaDuramazwiNnhasi

Duramazwi · zita

nhasi

today

nyamasi lanyamanzi lanyamusi lanyamwasi la

Zvinoreva

Nhasi izuva ratinenge tiinaro panguva iyoyo.

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achikanuka kana kuvhunduka chimwe chinhu chinenge changoerekana chaitika. Paakange opunza chirongo akabva adeedzera kuti, "Nhasi!".

1

Nhasi izuva ratinenge tiinaro panguva iyoyo.

Handizivi kuti amapiwa nani akatogamuchira munhu atanga kusvika pachikoro nhasi.

Kuda kungoti tiwane zvatiri kuda chete asi pamwe nhasi manheru todzoka." Vakadaro Maimhofu.

Nhasi ndafunga zvokumbonovaraidza zvangu amai naTamuka naChandisaita.

2

Kana chiitiko chichi- chinzi ndechanhasi zvinoreva kuti chiitiko chiri kuitika pamazuvano, ari kuratidza kusiyana naakare.

3

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achikanuka kana kuvhunduka chimwe chinhu chinenge changoerekana chaitika. Paakange opunza chirongo akabva adeedzera kuti, "Nhasi!".

Kuda kungoti tiwane zvatiri kuda chete asi pamwe nhasi manheru todzoka." Vakadaro Maimhofu.

Nhasi ndafunga zvokumbonovaraidza zvangu amai naTamuka naChandisaita.

Mumba murikuda kucleanwa plus madziro anoda kukweshiwa aya nhasi chaiye then after that wowacha mahwindo.

Zvakafanana

nyamasi la · nyamanzi la · nyamusi la · nyamwasi la

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word