Duramazwi · zita
nharembozha
seruraserufoni
Duramazwi · zita
Nharembozha rudzi rwenhare isina tambo inokwana muhomwe, zvekuti kwese munhu kwaanenge ari anogona kufonerwa.
Nharembozha rudzi rwenhare isina tambo inokwana muhomwe, zvekuti kwese munhu kwaanenge ari anogona kufonerwa.
Nerimwevo divi nharembozha muchina wechizvinozvino wokutumira nokugamuchira mashoko nawo.
Zvii zvingaitwe nevanogadzira nharembozha idzi kuti matambudziko aya asaramba achienderera mberi?
Nharembozha unogona kuva nayo pose pauri zvakaita mubhazi, muchitima, kumunda kana kutsime chaiko.
serura · serufoni
Duramazwi
01 / 03nharidzano
Nharidzano inzvimbo yekusanganirana inenge yakabvumiranwa.
VerengaSwipe for the next word