Duramazwi
Zvinoreva
Kana mvura ichisinira inenge ichibuda zvishoma nezvishoma kubva pasi, sezvinoita yemumufuku.
Kusinira kuramboduza kunoita sezvakaita mafuta panyama kana mukaka muzamu.

Vakuru vakataura vakati, *"Simba mukaka unosinira"*.
Chitubu inzvimbo inosinira mvura, kazhinji muzhizha, apo mvura inenge yanaya zvikuru.

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sinjonjo
Sinjonjo ndemamwe matambirwe emhanzi anotambwa munhu achirovanidza mabvi.
VerengaSwipe for the next word