KwaunobvaDuramazwiSsinuka

Duramazwi · zita

sinuka

Zvinoreva

Sinuka mutambo unotambirwa pamusoro pemudziyo unenge tafura, vanhu vachibaya kabhora kanorova rimwe kana tumwe kuti tuwire mutukomba turi mumativi etafura.

1

Sinuka mudziyo unotambirwa mutambo wesinuka.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sinyerere

Sinyerere munhu anowanzogara akanyarara, asingadi zvokutaura-taura navanhu.

Verenga

Swipe for the next word