KwaunobvaDuramazwiSsinza

Duramazwi · zita

sinza

Zvinoreva

Sinza imhuka ine ruvara rwakaita shava, ine muhumbu muchena, dzinofamba dziri mbiri mbiri, dzinofura mangwanani-ngwanani uye kana zuva rodoka.

Kuuraya mhuka nenzira yekucheka pahuro.

1

Kutsinza kumenya magwere kana zvimwe zvirimwa nenzira yokuzvitswa muduri.

Kutsinza kuita zvinoita kuti mumwe apinde mumatambudziko.

Kutsinza kuuraya mhuka uchiita zvokuicheka pahuro.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sipageti

Sipageti chidyiwa chinogadzirwa negorosi nemvura nezvimwewo chinenge chakatetepa chakarebenuka chinofashaidzwa semupunga.

Verenga

Swipe for the next word