KwaunobvaDuramazwiSsinini

Duramazwi · zita

sinini

Zvinoreva

Sinini igonye rinodyiwa, rine ruvara rwamashizha, rinogara

1

Sinini igonye rinodyiwa, rine ruvara rwamashizha, rinogara

Masinini makonye egirini madiki anodyiwa uye ane mafuta akawanda.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sininidza

mumutondo, uye rinoonekwa panguva dzezhizha.

Verenga

Swipe for the next word