KwaunobvaDuramazwiZzvikudza

Duramazwi

zvikudza

-zvitu-

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anozvikudza anenge achizviona seakakosha kudarika vamwe vose.

1

Kana munhu achinzi anozvikudza anenge achizviona seakakosha kudarika vamwe vose.

Vamwe vari mumushandirapamwe wedu vanozvikudza nekuzvida zvinova zvinodzosera basa sure.

Akadzidza kuti kuzvikudza uye kuvimba nezvipo zvemumuviri chete hazvina zvazvinobatsira kana usina kutsungirira.

Zvakafanana

-zvitu-

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvikukutu

Zvinhu zvakaoma kana kuti zvinorwadza.

Verenga

Swipe for the next word