Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvitutumadza.
1
Kuzvitutumadza.
Kuti nwada nwada kufamba munhu achizvidhonza, achitsika pasi nezvigunwe chete.
Kana munhu achinzi anozvidhonza zvinenge zvichireva kuti anozvida.
Kamhuka kanozvidhonza kakatakura imba yako (snail).
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvidimbu
fragments
VerengaSwipe for the next word