Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gasva mutambo unoitwa nemadzishe wekupira kuvadzimu vedzinza ravo.
Gasva chinhu chinenge chisina kuzara. Taida kuti atipe mugoro wakazara asi iye akatipa riri gasva.
Gasva chirwere chevana vadiki chinoita kuti vakosore vachipfira mate kana makararwa makobvu.
Mukwerera.

Ukama igasva hunozadziswa nokudya.
Mukwerera.
Ukama igasva hunozadziswa nokudya.
Izvo ndizvo zvinonzi navakuru ukama igasva hunozadziswa nekudya.
Ukama igasva………………………….............
Zvakafanana
mupin'a · sakarazara · mushumba
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gata
Kana vanhu vachienda kugata vanenge vachienda kun'anga kundobvunza zvauraya mufi. Patakainda kugata, takaudzwa kuti sekuru vakaroyiwa.
VerengaSwipe for the next word