KwaunobvaDuramazwiGgasi

Duramazwi · zita

gasi

gas

Zvinoreva

Gasi ndeimwe mhando yemweya inoumba mweya uri mumhepo.

1

Gasi mweya unotsva, unoshandiswa pamidziyo yakaita sezvitofu nemafiriji.

2

Mai vakatenga chitofu chegasi vakatengesa chegetsi chavanga vainacho.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gasu

Kuti gasu kumira kunaya kwemvura.

Verenga

Swipe for the next word