Duramazwi02 / 03gataKana vanhu vachienda kugata vanenge vachienda kun'anga kundobvunza zvauraya mufi. Patakainda kugata, takaudzwa kuti sekuru vakaroyiwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03gatakataKana zvinhu zvichinzi zvakaita gatakata zvinenge zvakawanda chaizvo panzvimbo, uye zvakaitwa zvokuturikidzwa-turikidzwa.Verenga→