KwaunobvaDuramazwiGgatakata

Duramazwi · zita

gatakata

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvakaita gatakata zvinenge zvakawanda chaizvo panzvimbo, uye zvakaitwa zvokuturikidzwa-turikidzwa.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gatare

Nzvimbo yakafara ine jecha nemvura.

Verenga

Swipe for the next word