KwaunobvaDuramazwiKkase

Duramazwi

kase

Zvinoreva

Kuti kase kuburitsa mweya unonhuwa. Unonzwa kuti kase, kana munhu asingagezi akapfuura napamberi pako.

Kuti kase kumira kunaya kwemvura.

1

Ndichivhura door ndakatanga kugashirwa negase kase remweya.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasekera

Kasekera imhando yemuti mupfupi une minzwa mumhanda mawo, une kunze kuchena nomukati mutema, uye waka-

Verenga

Swipe for the next word