KwaunobvaDuramazwiKkasawaya

Duramazwi · zita

kasawaya

Zvinoreva

Kasawaya imhando yenzungu diki, dzine rukanda ruchena, uye dzinokurumidza kukura kuzosvika pakudziko-hwa.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kase

Kuti kase kuburitsa mweya unonhuwa. Unonzwa kuti kase, kana munhu asingagezi akapfuura napamberi pako.

Verenga

Swipe for the next word