KwaunobvaDuramazwiKkasadyo

Duramazwi · zita

kasadyo

Zvinoreva

Kasadyo kahomwe kadikidiki kanowanikwa mukati memudhebhe, uye kanowanzochengeterwa mari.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasanu

Kana mvura yanga ichinaya yati kasanu inenge yambomira. Takasimudzira rwendo rwedu apo mvura yainaya yainge yati kasanu.

Verenga

Swipe for the next word