Duramazwi01 / 03kasadyoKasadyo kahomwe kadikidiki kanowanikwa mukati memudhebhe, uye kanowanzochengeterwa mari.Verenga→
Duramazwi02 / 03kasanuKana mvura yanga ichinaya yati kasanu inenge yambomira. Takasimudzira rwendo rwedu apo mvura yainaya yainge yati kasanu.Verenga→