Duramazwi · zita
karukureta
calculator · calculate
Duramazwi · zita
calculator · calculate
Karukureta kamuchina kanoshanda nebhatiri kana nezuva, kanoshandiswa pakui-ta masvomhu.
Kana uchikarukureta nhamba kana uwandu hwezvimwe zvinhu, unenge uchiedza kuona kuti zvinobuda zvakadii. Karukureta nhamba mbiri idzi tione kuti anza inobuda ndeipi.

Duramazwi
01 / 03karutsa
Muchina werubatsiro kashoma.
VerengaSwipe for the next word