KwaunobvaDuramazwiKkaseti

Duramazwi

kaseti

chichengetamumhanzitepi

Zvinoreva

Kaseti kamudziyo kane tambo mukati kanoridzwa paredhiyo uye kanoshandiswa kutapa mazwi.

1

Kaseti kamudziyo kane tambo mukati kanoridzwa paredhiyo uye kanoshandiswa kutapa mazwi.

Kana uchidhabha unenge uchitapa mhanzi kubva pane imwe kaseti kuenda pane imwe.

Vhidhiyo kamuchina kanoiswa kaseti ichizobudisa mifananidzo paterevhizheni.

Kaseti kamudziyo kane tambo mukati kanoridzwa paredhiyo uye kanoshandiswa kutapa mazwi.

2

Kaseti kamudziyo kane tambo mukati kanoti kakaiswa pamuchini wevhidhiyo, kanobudisa mifananidzo.

Zvakafanana

chichengetamumhanzi · tepi

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kasha

Katende kana kachibako.

Verenga

Swipe for the next word