KwaunobvaDuramazwiKkashama

Duramazwi

kashama

Zvinoreva

Kana chinhu chakashama chinenge chakarembera, chichiti divi riri kuno rimwe rovavo mhiri, sezvingaite gumbeze rakayanikwa pawaya.

1

Kana chinhu chakashama chinenge chakarembera, chichiti divi riri kuno rimwe rovavo mhiri, sezvingaite gumbeze rakayanikwa pawaya.

Debra akangoti "Aaah!" Kwave kuramba akashama senyana roda kupakwa.

Maitakue vakaramba vakashama kwave kutarisa BaTakue.

Vakambomapukuta kuti zvimwe vairota wanike ayehwa murume wavo akapfeka skirt agere zvake akashama kumwe kose mumba mevaridzi.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word