KwaunobvaDuramazwiKkasharara

Duramazwi

kasharara

rude

Zvinoreva

Kana munhu akakasharara anenge aine mwoyo wakaoma neutsinye hwakawanda. Mambo Herudhe aive akakasharara chaizvo.

1

Mambo uya aive akasharara uye ane utsinye hwakawanda.

Kana munhu akakasharara anenge aine mwoyo wakaoma neutsinye hwakawanda. Mambo Herudhe aive akakasharara chaizvo.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word