Duramazwi
Kashoma
scarcely · seldom · rarely
Duramazwi
scarcely · seldom · rarely
dc. Kana uchiita zvinhu kashoma unenge uchizviita nechekure uye kasina kuwanda. Kumusha anombouya zvake dzimwe nguva, asi kashoma.
dc. Kana uchiita zvinhu kashoma unenge uchizviita nechekure uye kasina kuwanda. Kumusha anombouya zvake dzimwe nguva, asi kashoma.
Kana munhu akatevedzera rairo yavabereki vake kashoma kuzorasika gwara roupenyu.
Chanzi imhanza kana rombo rakanaka rinowira munhu kashoma muupenyu.
Kukwanisa kubuda kashoma nenzira yeruzivo (to leak/escape).
Duramazwi
01 / 03kashomanana
Kana uchiita zvinhu kashomanana unenge uchi zviita nenguva iri kure kure.
VerengaSwipe for the next word