Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kashu kudambura nemazino sezvingaite imbwa ichidya nyama.
1

Vana vakapihwa sadza ndokuriti *kashu kashu* munguva diki diki.
Kuti kashu kudambura nemazino sezvingaite imbwa ichidya nyama.
Kuti kashu kashu kudya chimwe chinhu nekukasira.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kashu kashu
Kuti kashu kashu kudya chimwe chinhu nekukasira.
VerengaSwipe for the next word