KwaunobvaDuramazwiKkasha

Zvinoreva

Katende kana kachibako.

1

Katende kana kachibako.

Kasha kamudziyo kadiki kanenge chibako chefodya asi iko kachishandiswa kuchengetera munyu.

Kasha kamudziyo kaduku kanoisirwa fodya yakaita sebute kana mudhombo.

Zvino pavakapinda mubako vakatoosvika vane ukasha hwakapamhidzirwa chaiko.

2

Kasha kamudziyo kaduku kanoisirwa fodya yakaita sebute kana mudhombo.

3

Kasha kamudziyo kadiki kanenge chibako chefodya asi iko kachishandiswa kuchengetera munyu.

4

Kasha chombo chinoshandiswa nemapurisa kana mauto, chakaita sekatende, kanokandirwa vanhu kachiputika kuparadzira utsi hunochemedza nokukachidza. Vadzidzi vairatidzira kutsutsumwa vakazokandirwa kasha dzoutsi nemapurisa, apo vakanga vava kutanga kuita zvokukanda matombo.

Zvakafanana

chibako · nhekwe · nyere

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kashama

Kana chinhu chakashama chinenge chakarembera, chichiti divi riri kuno rimwe rovavo mhiri, sezvingaite gumbeze rakayanikwa pawaya.

Verenga

Swipe for the next word