Duramazwi
Zvinoreva
Chibako kamudziyo kanochengeterwa fodya yomumhino.
1
Chibako kamudziyo kanochengeterwa fodya yomumhino.
Kasha kamudziyo kadiki kanenge chibako chefodya asi iko kachishandiswa kuchengetera munyu.
Chibako kamudziyo kanochengeterwa fodya yomumhino.
Kutsoka kupakira zvinhu zvakaita sefodya muchibako uchiita zvokutsikira.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibanda
Chiwangu.
VerengaSwipe for the next word