Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiwangu.
1
Chiwangu.
Kana munhu achigegedura chinhu chakaomarara anenge achichibanda nemazino.
Kana uchibanda mbira unenge uchinyatsogona kudziri-dza.
Kana musoro uchibanda unenge uchirwadza zvakanyanya.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibandauko
wo mwana mumwe chete, kusiyana nedzimwe dzinoita matumbu maviri kana matatu nevana vaviri kana vatatu.
VerengaSwipe for the next word