Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vachiita chibandira vanenge vachirima nemageja muchirimo pasi pasina munya wakakwana.
1

Kana chokudya chichibandira chinenge chiine tutombo tunorumira kana munhu achitsenga.
Kana munhu achibandira anenge achidyara pasina kurimwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibanze
Chibanze ihari yedoro kana zvimwewo zvinosiyirwa muvakidzani.
VerengaSwipe for the next word