Duramazwi
tatarika
stumble
-dzadzarika
Duramazwi
stumble
Kutatarika kufamba uchiita kunge uri kuda kuwira pasi, sezvinoita munhu akadhakwa.

Vakawana Maitakue vachitatarika nebucket vari munzira imomo.
Akatatarika nechitunha ichocho achikwira chikomo cheMaringa.
Kutatarika kufamba uchiita kunge uri kuda kuwira pasi, sezvinoita munhu akadhakwa.
-dzadzarika
Duramazwi
01 / 03tatata
Kuti tatata kuwaridza zvinhu pazuva kuti zviome.
VerengaSwipe for the next word