Duramazwi · zita
makumbo
legs
Duramazwi · zita
legs
Munyama.
Munyama.
Baba vakewo vakanga vamuudza kuti ivo vaida kumbofamba-famba zvavo vachitasanudza makumbo pamwe nokuona nyika.
Ndakawana akarara akatarisa mudenga akatandavara makumbo kunge munhu akafa ndichibva ndasvika ndichimuzunungutsa.
Asi Tadiwa ndiye akanzi asare nekuti Bp yake yaive yakakwira zvisingaite zvekuti yakange yave kutozvimbisa makumbo.
Duramazwi
01 / 03makumi
tens
VerengaSwipe for the next word