KwaunobvaDuramazwiSshato

Duramazwi · zita

shato

python

mbohwibeta

Zvinoreva

Shato inyoka ine mavara mavara, yakakura kudarika dzimwe nyoka dzose, isingarumi asi inoita zvekupwanya mapfupa emhuka yozoita zvekuimedza.

1

Vakanowanawo ivo mufundisi vachingoshonawo kunge zishato ramedza mbudzi varimo mubakomo nekuda kwekurwadziwa.

Kuvaraidzwa nemavara seshato chaiko.

Zvakafanana

mbohwi · beta

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shaudha

Kushaudha munhu kumutuka zvakanyanya pamberi pevanhu.

Verenga

Swipe for the next word