Duramazwi
enderera [-indirira]
-angirira
Duramazwi
Kupfuura kusvika pamberi.
Kupfuura kusvika pamberi.
Kana uchienderera mberi unenge uchibudirira pane zvaunenge uchiita.
Kana tapedza kudya tichaenderera mberi nebasa redu.
Kana hembe ichienderera inenge ichiramba ichibvaruka.
Kana munhu achienderera anenge achiramba achiita zvekuonererwa.
Kuenderera kuramba wongotaura zvisina magumo.
-angirira
Duramazwi
01 / 03enderera mberi
continue
VerengaSwipe for the next word