Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachidhiritsa chivakwa vanenge vachichipwanya. Mabhiridha ainge atadza kuvaka akatanga kudhiritsa zvakare chivakwa.
1
Kana vanhu vachidhiritsa chivakwa vanenge vachichipwanya. Mabhiridha ainge atadza kuvaka akatanga kudhiritsa zvakare chivakwa.
Kana uchibhidhiritsa munhu unenge uchiita mutsimba naye uchida kumupunzira pasi.
2
Kana munhu achiti mumwe akamudhiritsa anenge achireva kuti akamuitira zvinhu zvakamuita kuti asare asina upfumi.
Dai pasina pfambi dzakandidhiritsa, nhasi uno ndingadai ndakabudirira chaizvo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhirivha
Kufambisa ruzha kure.
VerengaSwipe for the next word