KwaunobvaDuramazwiDdhirima

Duramazwi

dhirima

-tinhira-dhumha

Zvinoreva

Kana muchina unoshanda neinjini uchidhiri-ma unenge uchiita ruzha rwakawanda uchitinhira.

1

Kana muchina unoshanda neinjini uchidhiri-ma unenge uchiita ruzha rwakawanda uchitinhira.

Kuti dhu dhu dhu kudhirima kunoita mota.

Zvakafanana

-tinhira · -dhumha

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhiripi

Dhiripi chihomwe chinenge chiine kudya kwakaita mvura mvura, kunopinzwa mumuviri wemurwere nomutsinga makabayirirwa tsono.

Verenga

Swipe for the next word