KwaunobvaDuramazwiDdhirihora

Duramazwi · zita

dhirihora

Zvinoreva

Dhirihora zimba rakakura uye rakareba, rinoshndiswa pakuomesa fodya.

1

Dhirihora imhando yefodya yechimonera inowanzosimwa pazvuru uye inoita matepo makuru.

Dhirihora ifodya yechimonera inoomeswa nokusvutwa isina kumbosanganiswa nemimwe mishonga.

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word