Duramazwi · zita
dhiri
deal · dill
Duramazwi · zita
deal · dill
Dhiri mutambo wokufara unowanzoitirwa mwana anenge achangoberekwa.
Kuti dhiri ruzha runobva pakuondomoka kwemudhuri kana zvimwewo.
Kuti dhiri kugadzika chinhu pasi uchinge unochiregedzera.
Dhiri chinhu chisina kunyatsorurama, chaunoita kuti uwane mari kana umwe upfumi.

Akatora rongo renyama rinopisa ndokubva ariti dhiri pasi.

Tinoshandisa dhiri-i kana tichiganyira n'ombe dzakasungwa kuti dzidzokere sure zvishoma.

Kuti dhiri kuungana kwavanhu vakawanda panzvimbo imwe chete.

Duramazwi
01 / 03dhiri-i
Tinoshandisa dhiri-i kana tichiganyira n'ombe dzakasungwa kuti dzidzokere sure zvishoma.
VerengaSwipe for the next word